Mapisarema 139:24
Mapisarema 139:24 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Muone kana musina nzira yakaipa mandiri, mugondifambisa munzira isingaperi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 139Mapisarema 139:24 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Mutarire kana panenzira yakaipa mandiri, Mundifambise munzira isingaperi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 139Mapisarema 139:24 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
muone kana mune chakaipa mandiri munditungamirire munzira yokugara nokugara.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 139