Mapisarema 139:17-18
Mapisarema 139:17-18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Mirangariro yenyu inokosha sei kwandiri, imi Mwari! Yakakura sei pakuverengwa kwayo! Dai ndaiverenga, ingadai yaikunda tsanga dzejecha pakuwanda. Pandinopepuka, ndinenge ndinemi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 139Mapisarema 139:17-18 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Mirangariro yenyu, Mwari, inodikanwa sei nei! Yakakura sei pakuverengwa kwayo! Kana ndikaiverenga, ingapfuura jecha pakuwanda; Kana ndichipepuka, ndichinemi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 139Mapisarema 139:17-18 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Hakusi kukosha kwakaita pfungwa dzenyu kwandiri TENZI uye hakusi kukura kwadzakaita. Dai kuri kuti ndinodziverenga, dzakawanda kupinda jecha. Pandinomuka ndinenge ndisati ndambopedza nemi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 139