Mapisarema 135:6
Mapisarema 135:6 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Ɀose ɀaakaɗa kuita Jehova wakaɀiita, Kuɗeŋga napasi, nomumakuŋgwa napakadzika pose.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 135Mapisarema 135:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Jehovha anoita zvose zvinomufadza, kudenga napasi, nomumakungwa napakadzika pose.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 135Mapisarema 135:6 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvose zvaakada kuita Jehovha akazviita, Kudenga napasi, nomumakungwa napakadzika pose.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 135Mapisarema 135:6 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Zvose zvinodiwa naTENZI anogona kuzviita kudenga kana panyika mugungwa kana makadzika.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 135