Mapisarema 135:14
Mapisarema 135:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Nokuti Jehovha achapupurira vanhu vake uye achava nenyasha pamusoro pavaranda vake.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 135Mapisarema 135:14 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Nokuti Jehovha achatonga vanhu vake, Nokuzvidemba pamusoro pavaranda vake.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 135Mapisarema 135:14 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
TENZI acharwira vanhu vake uye achaitira ngoni varanda vake.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 135