Mapisarema 128:2
Mapisarema 128:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Uchadya chibereko chokushanda kwako; maropafadzo nokubudirira zvichava zvako.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 128Mapisarema 128:2 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Nokuti iwe uchadya zvawakabatira namaoko ako; Uchava nomufaro, uye zvichava zvakanaka newe.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 128Mapisarema 128:2 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Uchadya muchero webasa rako, uchafara uye zvichakufambira zvakanaka.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 128