Mapisarema 126:3
Mapisarema 126:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Jehovha atiitira zvinhu zvikuru, uye tazara nomufaro.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 126Mapisarema 126:3 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Jehovha wakatiitira zvinhu zvikuru; Isu tinofara.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 126Mapisarema 126:3 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Honguwo TENZI akatiitira zvinhu zvikuru. Tinofara.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 126