Mapisarema 125:3
Mapisarema 125:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Tsvimbo yavasakarurama haingagari pamusoro penyika yakagoverwa vakarurama, nokuti ipapo vakarurama vangazotambanudzira maoko avo kuita zvakaipa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 125Mapisarema 125:3 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Nokuti tsvimbo youshe yezvakaipa haingagari panhaka yavakarurama; Kuti vakarurama varege kutambanudzira maoko avo kune zvakaipa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 125Mapisarema 125:3 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Hapana anoumambo hwakaipa achagara munyika yakasarudzirwa vakarurama, vakarurama vangadaro vakazopinda mukuita zvakaipa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 125