Mapisarema 121:7
Mapisarema 121:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Jehovha achakuchengeta pane zvose zvinokuvadza, iye acharinda upenyu hwako
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 121Mapisarema 121:7 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Jehovha achakuchengeta pazvakaipa zvose; Achachengeta mweya wako.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 121Mapisarema 121:7 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
TENZI achakudzivirira kune zvakaipa zvose achachengeta upenyu hwako.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 121