Mapisarema 121:3
Mapisarema 121:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Haangatenderi rutsoka rwako kuti rutedzemuke, muchengeti wako haangakotsiri
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 121Mapisarema 121:3 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Haangatenderi rutsoka rwako kuti rutedzemuke; Muchengeti wako haangakotsiri.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 121Mapisarema 121:3 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Haaregi tsoka yako ichitsvedzemuka iye anokuchengeta haatsomwaire nehope.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 121