Mapisarema 120:1
Mapisarema 120:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ndinodana kuna Jehovha mukutambudzika kwangu, uye anondipindura.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 120Mapisarema 120:1 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Pakutambudzika kwangu ndakadana kuna Jehovha, Iye akandipindura.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 120Mapisarema 120:1 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Munhamo yangu ndakachema kuna TENZI kuti andipindure.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 120