Mapisarema 119:59
Mapisarema 119:59 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ndakacherechedza nzira dzangu ndikadzorera tsoka dzangu kune zvamakatema.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 119Mapisarema 119:59 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Ndakafunga nzira dzangu, Ndikadzorera tsoka dzangu kuzvipupuriro zvenyu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 119Mapisarema 119:59 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Ndikafunga makwara enyu ndinobva ndatendeuka ndotevera mitemo yenyu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 119