Mapisarema 119:3 - Compare All Versions
Mapisarema 119:3 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Havaiti chinhu chakaipa; vanofamba munzira yake.
Pakurirana nevamwe
Mapisarema 119 BDSCMapisarema 119:3 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvirokwazvo, havaiti chinhu chisina kururama, Vanofamba munzira dzake.
Pakurirana nevamwe
Mapisarema 119 SNA2002Mapisarema 119:3 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
uye vasingaiti zvakaipa asi vanotevera gwara rake.
Pakurirana nevamwe
Mapisarema 119 SCLBDMapisarema 119:3 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Ɀirokwaɀo, haʋaiti cinhu cisina‐kururama, Ʋanofamba munzira dzake.
Pakurirana nevamwe
Mapisarema 119 SUB1949Mapisarema 119:3 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
uye vasingaiti zvakaipa asi vanotevera gwara rake.
Pakurirana nevamwe
Mapisarema 119 SCLB