Mapisarema 119:176
Mapisarema 119:176 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ndakatsauka segwai rakarasika. Tsvakai muranda wenyu, nokuti handina kukanganwa mirayiro yenyu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 119Mapisarema 119:176 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Ndakadzungaira segwai rakarashika; tsvakai muranda wenyu; Nokuti handikanganwi mirairo yenyu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 119Mapisarema 119:176 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Ndatetereka sehwai yarasika Nditsvakei ini muranda wenyu nokuti handikanganwi mitemo yenyu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 119