Mapisarema 118:8 - Compare All Versions
Mapisarema 118:8 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zviri nani kutizira kuna Jehovha pano kuvimba nomunhu.
Pakurirana nevamwe
Mapisarema 118 BDSCMapisarema 118:8 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zviri nani kutizira kuna Jehovha Pakuvimba nomunhu.
Pakurirana nevamwe
Mapisarema 118 SNA2002Mapisarema 118:8 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Zviri nani kupotera kuna TENZI panokuvimba nomunhu.
Pakurirana nevamwe
Mapisarema 118 SCLBDMapisarema 118:8 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Ɀiri nani kutizira kunaJehova Pakuʋimba nomunhu.
Pakurirana nevamwe
Mapisarema 118 SUB1949Mapisarema 118:8 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zviri nani kupotera kuna TENZI panokuvimba nomunhu.
Pakurirana nevamwe
Mapisarema 118 SCLB