Mapisarema 118:5 - Compare All Versions
Mapisarema 118:5 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mukurwadziwa kwangu ndakadana kuna Jehovha, uye akandipindura nokundisunungura.
Pakurirana nevamwe
Mapisarema 118 BDSCMapisarema 118:5 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndakadanidzira kuna Jehovha pakutambudzika kwangu, Jehovha paakandipindura, akandiisa pakafarikana.
Pakurirana nevamwe
Mapisarema 118 SNA2002Mapisarema 118:5 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Ndakadaidzira kuna TENZI ndiri munhamo, TENZI akandipindura akandipinza murusununguko.
Pakurirana nevamwe
Mapisarema 118 SCLBDMapisarema 118:5 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Ndakaɗanidzira kunaJehova pakutambudzika kwaŋgu: Jehova akandipindura, akandiisa pakafarikana.
Pakurirana nevamwe
Mapisarema 118 SUB1949Mapisarema 118:5 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndakadaidzira kuna TENZI ndiri munhamo, TENZI akandipindura akandipinza murusununguko.
Pakurirana nevamwe
Mapisarema 118 SCLB