Mapisarema 117:2
Mapisarema 117:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Nokuti rudo rwake kwatiri rukuru, uye kutendeka kwaJehovha kunogara nokusingaperi. Rumbidzai Jehovha.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 117Mapisarema 117:2 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Nokuti ngoni dzake kwatiri ihuru; Kutendeka kwaJehovha kunogara nokusingaperi. Hareruya!
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 117Mapisarema 117:2 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
nokuti mwoyochena wake kwatiri mukuru uye kutendeka kwaTENZI kunogara nokusingaperi. Areruya.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 117