Mapisarema 115:15
Mapisarema 115:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Jehovha ngaakuropafadze, iye muiti wedenga napasi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 115Mapisarema 115:15 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Imi makaropafadzwa naJehovha, Iye akaita kudenga napasi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 115Mapisarema 115:15 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Dai makangokomborerwa naTENZI akasika denga napasi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 115