Mapisarema 112:9
Mapisarema 112:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Akaparadzira zvipo zvake kuvarombo, kururama kwake kunogara nokusingaperi; runyanga rwake ruchasimudzwa mudenga mukukudzwa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 112Mapisarema 112:9 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Akaparadzira, akapa vashaiwi; Kururama kwake kunogara nokusingaperi; Runyanga rwake ruchakwiridzwa nokukudzwa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 112Mapisarema 112:9 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Ndimupanegombe chaiye anopa kuvarombo; kururama kwake kunoramba kuripo nokusingaperi, simba rake rinorumbidzwa nomukurumbira.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 112