Mapisarema 112:7
Mapisarema 112:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Haangatyi mashoko akaipa; mwoyo wake wakasimba, anovimba naJehovha.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 112Mapisarema 112:7 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Haangatyi mashoko ezvinhu zvakaipa; Mwoyo wake wakasimba, uchavimba naJehovha.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 112Mapisarema 112:7 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Haambotya marehwarehwa akaipa; akasimba mwoyo, anovimba naTENZI.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 112