Mapisarema 112:5
Mapisarema 112:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Zvakanaka zvinouya kumunhu anopa zvizhinji uye anokweretesa pachena, anofambisa nzira dzake nokururamisira.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 112Mapisarema 112:5 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Ane mufaro munhu uyo anoita nenyasha, anopa chikwerete; Acharuramisirwa mhaka yake pakutonga.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 112Mapisarema 112:5 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Wakanaka zvake munhu anoita mwoyochena uye anokweretesa anoita zvinhu zvake noruenzaniso.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 112