Mapisarema 106:1
Mapisarema 106:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Rumbidzai Jehovha. Vongai Jehovha, nokuti akanaka; nokuti rudo rwake runogara nokusingaperi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 106Mapisarema 106:1 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Hareruya. Vongai Jehovha, nokuti akanaka; Nokuti ngoni dzake dzinogara nokusingaperi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 106Mapisarema 106:1 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Areruya. Tendai TENZI nokuti wakanaka nokuti mwoyochena wake hauperi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 106