Mapisarema 103:2-3
Mapisarema 103:2-3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Rumbidza Jehovha, iwe mweya wangu, uye urege kukanganwa mikomborero yake yose, iye anokanganwira zvivi zvako zvose, uye anoporesa kurwara kwako kwose
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 103Mapisarema 103:2-3 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Rumbidza Jehovha, mweya wangu, Urege kukanganwa mikomborero yake; Iye, anokanganwira zvakaipa zvako zvose; Anoporesa kurwara kwako kwose
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 103Mapisarema 103:2-3 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Rumbidza TENZI iwe mweya wangu; usakanganwe zvikomborero zvake zvose. Iye anoregerera uipi hwako hwose; anokurapa zvirwere zvako zvose
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 103