Mapisarema 103:19
Mapisarema 103:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Jehovha akasimbisa chigaro chake choushe kudenga, uye ushe hwake hunotonga zvinhu zvose.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 103Mapisarema 103:19 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Jehovha akasimbisa chigaro chake choushe kudenga-denga; Ushe hwake hunobata zvinhu zvose.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 103Mapisarema 103:19 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
TENZI akaisa chigaro chake chokutonga mudenga, umambo hwake hunotonga zvose.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 103