Mapisarema 103:10-11
Mapisarema 103:10-11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
haatiitiri sezvakafanira zvivi zvedu, kana kutipa mubayiro sezvakafanira zvakaipa zvedu. Nokuti sokukwirira kwaakaita kudenga kumusoro kwenyika, ndizvo zvakaita kukura kworudo rwake kuna vanomutya
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 103Mapisarema 103:10-11 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Haana kutiitira sezvakafanira zvivi zvedu, Kana kutipa mubayiro sezvakafanira zvakaipa zvedu. Nokuti sokukwirira kwokudenga kumusoro, Ndizvo zvakaita kukura kwengoni dzake kuna vanomutya.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 103Mapisarema 103:10-11 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Haatiitiri zvakaenzana nezvitadzo zvedu kana kutipa mubayiro maererano nouipi hwedu. Sokukwira kwakaita denga kubva pasi ndokukura kwakaita mwoyochena wake kuna vanomutya.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 103