Mapisarema 103:1
Mapisarema 103:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Rumbidza Jehovha, iwe mweya wangu; zvose zviri mukati mangu, ngazvirumbidze zita rake dzvene.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 103Mapisarema 103:1 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Rumbidzai Jehovha, mweya wangu; Zvose zviri mukati mangu ngazvirumbidze zita rake dzvene.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 103Mapisarema 103:1 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Rumbidza TENZI iwe mweya wangu uye zvose zviri mandiri, rumbidzai zita rake rinoera.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 103