Zvirevo 8:12 - Compare All Versions
Zvirevo 8:12 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Ini, uchenjeri ndinogara pamwe chete navakachenjera; ndine ruzivo nenjere.
Pakurirana nevamwe
Zvirevo 8 BDSCZvirevo 8:12 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ini uchenjeri ndakaita kungwara imba yangu, Ndinowana zivo namano akarurama.
Pakurirana nevamwe
Zvirevo 8 SNA2002Zvirevo 8:12 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
“Ini ungwaru ndinogara nouchenjeri, ndine ruzivo uye ndinoziva kusarudza.
Pakurirana nevamwe
Zvirevo 8 SCLBDZvirevo 8:12 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Ini ʋucenjeri ndakaita kuŋgwara imba yaŋgu, Ndinowana ziʋo namano akarurama.
Pakurirana nevamwe
Zvirevo 8 SUB1949Zvirevo 8:12 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Ini ungwaru ndinogara nouchenjeri, ndine ruzivo uye ndinoziva kusarudza.
Pakurirana nevamwe
Zvirevo 8 SCLB