Zvirevo 4:3 - Enzanisa Shanduro Dzose
Zvirevo 4:3 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pandakanga ndiri mukomana mumba mababa vangu, ndichiri muduku uye mwana mumwe chete wamai vangu
Pakurirana nevamwe
Zvirevo 4 BDSCZvirevo 4:3 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti ini ndakanga ndiri mwanakomana kuna baba vangu, Mwana oga akadikanwa kwazvo, namai vangu
Pakurirana nevamwe
Zvirevo 4 SNA2002Zvirevo 4:3 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Nokuti ini ndakaŋga ndiri mŋanakomana kunaɓaɓa ʋaŋgu, Mŋana wakaɗikanwa kwaɀo, mumŋe woga pamberi pamai ʋaŋgu
Pakurirana nevamwe
Zvirevo 4 SUB1949Zvirevo 4:3 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvandaiva mukomana ndiina baba vangu, ndichiri mudiki, ndichingove ndini mwana mumwechete waamai vangu
Pakurirana nevamwe
Zvirevo 4 SCLBZvirevo 4:3 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Zvandaiva mukomana ndiina baba vangu, ndichiri mudiki, ndichingove ndini mwana mumwechete waamai vangu
Pakurirana nevamwe
Zvirevo 4 SCLBD