Zvirevo 4:18
Zvirevo 4:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Nzira yavakarurama yakafanana nechiedza chamambakwedza, chinoramba chichiwedzera kubwinya kusvikira pachiedza chamasikati makuru.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvirevo 4Zvirevo 4:18 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Asi gwara ravakarurama rakaita sechiedza chamambakwedza, Chinoramba chichiwedzera kubwinya kusvikira pamasikati makuru.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvirevo 4Zvirevo 4:18 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Gwara ravarurami rakaita samambakwedza anoramba achingochena kusvikira ava masikati makuru.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvirevo 4