Zvirevo 3:7-8
Zvirevo 3:7-8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Usazviita munhu akachenjera pamaonero ako; itya Jehovha uvenge zvakaipa. Izvi zvichava utano pamuviri wako uye nokusimbiswa kwamapfupa ako.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvirevo 3Zvirevo 3:7-8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Usazviita munhu akachenjera pamaonero ako; itya Jehovha uvenge zvakaipa. Izvi zvichava utano pamuviri wako uye nokusimbiswa kwamapfupa ako.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvirevo 3Zvirevo 3:7-8 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Usazviti ndakachenjera; Itya Jehovha, ubve pane zvakaipa; Zvichava mushonga womuviri wako, Nomwongo wamapfupa ako.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvirevo 3Zvirevo 3:7-8 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
usazviite munhu anoziva itya Tenzi ufuratire uipi. Zvichakurapa muviri wako zvigonyava mapfupa ako.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvirevo 3