Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Zvirevo 3:5-7 - Compare All Versions

Zvirevo 3:5-7 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Vimba naJehovha nomwoyo wako wose urege kuzendamira panjere dzako; munzira dzako dzose umutungamidze, uye acharuramisa nzira dzako. Usazviita munhu akachenjera pamaonero ako; itya Jehovha uvenge zvakaipa.

Pakurirana nevamwe
Zvirevo 3 BDSC

Zvirevo 3:5-7 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Vimba naJehovha nomwoyo wako wose, Urege kusendama panjere dzako. Umutende panzira dzako dzose, Agoruramisa makwara ako ose. Usazviti ndakachenjera; Itya Jehovha, ubve pane zvakaipa

Pakurirana nevamwe
Zvirevo 3 SNA2002

Zvirevo 3:5-7 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Vimba naTenzi nomwoyo wako wose usavimbe nokuona kwako zvinhu nemazvo. Muzviito zvako zvose muzive, iye achatasanudza nzira dzako usazviite munhu anoziva itya Tenzi ufuratire uipi.

Pakurirana nevamwe
Zvirevo 3 SCLBD

Zvirevo 3:5-7 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Ʋimba naJehova nomŋoyo wako wose, Urege kusendama panjere dzako. Umutende panzira dzako dzose, Agoruramisa makwara ako ose. Usaɀiti wakacenjera; Itya Jehova, ubve paneɀakaipa

Pakurirana nevamwe
Zvirevo 3 SUB1949

Zvirevo 3:5-7 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Vimba naTenzi nomwoyo wako wose usavimbe nokuona kwako zvinhu nemazvo. Muzviito zvako zvose muzive, iye achatasanudza nzira dzako usazviite munhu anoziva itya Tenzi ufuratire uipi.

Pakurirana nevamwe
Zvirevo 3 SCLB