Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Zvirevo 3:5-6 - Compare All Versions

Zvirevo 3:5-6 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Vimba naJehovha nomwoyo wako wose urege kuzendamira panjere dzako; munzira dzako dzose umutungamidze, uye acharuramisa nzira dzako.

Pakurirana nevamwe
Zvirevo 3 BDSC

Zvirevo 3:5-6 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Vimba naJehovha nomwoyo wako wose, Urege kusendama panjere dzako. Umutende panzira dzako dzose, Agoruramisa makwara ako ose.

Pakurirana nevamwe
Zvirevo 3 SNA2002

Zvirevo 3:5-6 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Vimba naTenzi nomwoyo wako wose usavimbe nokuona kwako zvinhu nemazvo. Muzviito zvako zvose muzive, iye achatasanudza nzira dzako

Pakurirana nevamwe
Zvirevo 3 SCLBD

Zvirevo 3:5-6 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Ʋimba naJehova nomŋoyo wako wose, Urege kusendama panjere dzako. Umutende panzira dzako dzose, Agoruramisa makwara ako ose.

Pakurirana nevamwe
Zvirevo 3 SUB1949

Zvirevo 3:5-6 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Vimba naTenzi nomwoyo wako wose usavimbe nokuona kwako zvinhu nemazvo. Muzviito zvako zvose muzive, iye achatasanudza nzira dzako

Pakurirana nevamwe
Zvirevo 3 SCLB