Zvirevo 3:27
Zvirevo 3:27 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Usarega kuitira zvakanaka kuno uyo akafanirwa nazvo, kana zviri musimba rako kuzviita.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvirevo 3Zvirevo 3:27 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Munhu, akafanirwa, usaramba kumuitira zvakanaka Kana ruoko rwako ruchinge rune simba kuzviita.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvirevo 3Zvirevo 3:27 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Usarege kuitira munhu anokodzera kuitirwa zvakanaka kana uchizvikwanisa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvirevo 3