Zvirevo 3:13
Zvirevo 3:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Akaropafadzwa munhu anowana uchenjeri, munhu anowana kunzwisisa
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvirevo 3Zvirevo 3:13 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Munhu, awana uchenjeri, anomufaro, Naiye munhu, anowana njere.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvirevo 3Zvirevo 3:13 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Akakomborerwa munhu anowana ungwaru, munhu anowana kunzwisisa
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvirevo 3