Svetukira kuzviri mukati

Zvirevo 28:7 - Enzanisa Shanduro Dzose

Zvirevo 28:7 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Uyo anochengeta murayiro mwanakomana akachenjera, asi anofambidzana navanhu vane madyo anonyadzisa baba vake.

Zvirevo 28 BDSC

Zvirevo 28:7 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Anochengeta murayiro, mwanakomana akachenjera; Asi anofambidzana navanhu vana madyo, vanonyadzisa baba vake.

Zvirevo 28 SNA2002

Zvirevo 28:7 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Unoceŋgeta murairo, mŋanakomana wakacenjera; Asi unofambidzana naʋanhu ʋanamadyo, unonyadzisa ɓaɓa ʋake.

Zvirevo 28 SUB1949

Zvirevo 28:7 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Mwana anochengeta mutemo ano ungwaru, anoshamwaridzana nemharadzi dzevana anonyadzisa baba vake.

Zvirevo 28 SCLB

Zvirevo 28:7 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Mwana anochengeta mutemo ano ungwaru, anoshamwaridzana nemharadzi dzevana anonyadzisa baba vake.

Zvirevo 28 SCLBD