Zvirevo 28:2
Zvirevo 28:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Kana nyika ikapanduka, inova navatungamiri vakawanda, asi munhu anonzwisisa uye ane ruzivo anochengetedza runyararo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvirevo 28Zvirevo 28:2 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Nemhaka yokudarika kwenyika, machinda ayo anowanda; Asi nomumwe, ane njere nezivo, icharamba iripo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvirevo 28Zvirevo 28:2 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Munyika mukapandukwa vatongi vanowanda asi kana muine munhu anonzwisisa ane ruzivo inoenderera mberi yakatsiga.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvirevo 28