Zvirevo 24:14
Zvirevo 24:14 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Uchaona kuti ndizvo zvichaita uchenjeri kumweya wako; Kana wahuwana, mubayiro uchavapo, Nezvakatarira hazvingaparadzwi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvirevo 24Zvirevo 24:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Uzivewo zvakare kuti uchenjeri hunozipa kumweya wako; kana wahuwana, ramangwana rako rine tariro, uye tariro yako haingaparari.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvirevo 24Zvirevo 24:14 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Uchaona kuti ndizvo zvichaita uchenjeri kumweya wako; Kana wahuwana, mubayiro uchavapo, Nezvakatarira hazvingaparadzwi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvirevo 24Zvirevo 24:14 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Ziva kuti ungwaru hwakaita sei kwauri, ukahuhwana une upenyu mune ramangwana chitarisiro chako hachiparare.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvirevo 24