Zvirevo 23:7
Zvirevo 23:7 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Nokuti seɀaanofuŋga mumŋoyo make, ndoɀaakaita; Unoti kwauri: Cidya, cinwa; Asi mŋoyo wake haunehanya newe.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvirevo 23Zvirevo 23:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
nokuti munhu uya anongofunga chete mutengo wazvo. Anoti kwauri, “Idya ugonwa,” asi mumwoyo make asingadi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvirevo 23Zvirevo 23:7 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Nokuti sezvaanofunga mumwoyo make, ndozvaakaita; Anoti kwauri, “Chidya, chinwa;” Asi mwoyo wake haune hanya newe.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvirevo 23Zvirevo 23:7 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
nokuti iye mumwoyo rinenge riri bishi kufunga uku achiti idya idya zvako asi iye asingambozvirevi nomwoyo wose.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvirevo 23