Zvirevo 22:3
Zvirevo 22:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Munhu akangwara anoona njodzi agohwanda, asi asina mano anoramba achienda uye agotambudzika nokuda kwaizvozvo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvirevo 22Zvirevo 22:3 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Munhu akangwara anoona zvakaipa, ndokuvanda; Asi vasina mano vanopfuura havo, ndokuwira munjodzi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvirevo 22Zvirevo 22:3 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Wakachenjera anoona njonzi ovanda akapusa anoenderera mberi asi anowona mubayiro wake.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvirevo 22