Zvirevo 22:1-2
Zvirevo 22:1-2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Zita rakanaka rinodiwa kwazvo kupfuura pfuma zhinji; kuremekedzwa kuri nani pane sirivha kana goridhe. Vapfumi navarombo vakafanana pachinhu ichi: Jehovha ndiye Musiki wavo vose.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvirevo 22Zvirevo 22:1-2 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zita rakanaka rinofanira kutsanangurwa kupfuura pfuma zhinji; Uye kudikanwa kupfuura sirivha nendarama. Vapfumi navarombo vanosangana pamwechete; Jehovha ndiye muiti wavo vose.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvirevo 22Zvirevo 22:1-2 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Zviri nani kuva nezita rakanaka pane kuva noupfumi hwakawanda kuremekedzwa kuri nani pane sirivha kana ndarama. Chavanofanana vapfumi navarombo chimwechete chokuti Tenzi ndiye musiki wavo vose.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvirevo 22