Zvirevo 21:10
Zvirevo 21:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Munhu akaipa anoshuvira zvakaipa; muvakidzani wake haawani tsitsi kubva kwaari.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvirevo 21Zvirevo 21:10 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Mweya wowakaipa unoda zvakaipa; Wokwake haawani nyasha kwaari.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvirevo 21Zvirevo 21:10 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Mwoyo womunhu akaipa, unodokwairira uipi haana tsiye nyoro nomunhu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvirevo 21