Zvirevo 20:3
Zvirevo 20:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Munhu achakudzwa kana akagara kure nokukakavara, asi benzi rimwe nerimwe rinokurumidza kupopota.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvirevo 20Zvirevo 20:3 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Munhu anokudzwa kana achigara kure nokukakavara; Asi benzi rimwe nerimwe rinokakavara.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvirevo 20Zvirevo 20:3 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Kunzvenga gakava chinhu chinoremekedzwa asi benzi riri rose, pane gakava, ndoparakadanwa rikadavira.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvirevo 20