Zvirevo 2:21-22
Zvirevo 2:21-22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Nokuti vakarurama vachagara munyika, uye vasina chavanopomerwa vacharamba vari mairi; asi vakaipa vachaparadzwa panyika, uye vasina kutendeka vachabviswa pairi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvirevo 2Zvirevo 2:21-22 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Nokuti vakarurama vachagara panyika, Vakakwana vachafambirapo. Asi vakaipa vachaparadzwa panyika; Vanoita nokunyengedzera vachadzurwapo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvirevo 2Zvirevo 2:21-22 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
nokuti vakarurama ndivo vachagara panyika uye vanotendeseka vachararama mairi vakaipa vachabviswa panyika vanoujarijari vachatipurwapo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvirevo 2