Zvirevo 17:24-25
Zvirevo 17:24-25 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Munhu ane njere anoisa uchenjeri pamberi, asi meso ebenzi anosvika kumagumo enyika. Mwanakomana benzi anorwadzisa baba vake, uye anoitisa shungu uyo akamubereka.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvirevo 17Zvirevo 17:24-25 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Uchenjeri huri pamberi poane njere; Asi meso ebenzi ari pamigumo yenyika. Mwanakomana benzi anochemedza baba vake, Anoitira mai vakamubereka zvinovava.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvirevo 17Zvirevo 17:24-25 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Munhu anonzwisisa ungwaru anogara akatarisana naho asi maziso ebenzi anogara ari kokoko kwakaperera nyika. Benzi romwana rinorwadzisa mwoyo wababa uye rinoshungurudza amai vakaribereka.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvirevo 17