Zvirevo 17:22
Zvirevo 17:22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Mwoyo wakafara mushonga wakanaka, asi mweya wakaputsika unoomesa mapfupa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvirevo 17Zvirevo 17:22 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Mwoyo wakafara unobatsira munhu kupora; Asi mweya wakaputsika unowomesa mapfupa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvirevo 17Zvirevo 17:22 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Kuva nomwoyo wakafaranuka mushonga wakanaka kusuruvara mwoyo kunoonza munhu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvirevo 17