Zvirevo 14:26-27 - Compare All Versions
Zvirevo 14:26-27 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uyo anotya Jehovha ane nhare yakasimba, uye ichava utiziro kuvana vake. Kutya Jehovha ndicho chitubu choupenyu, kunodzora munhu kubva pamisungo yorufu.
Pakurirana nevamwe
Zvirevo 14 BDSCZvirevo 14:26-27 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Pakutya Jehovha pane simbiso kwazvo; Vana vowakadai vachava noutiziro. Kutya Jehovha itsime roupenyu; Kuti munhu apukunyuke pamisungo yorufu.
Pakurirana nevamwe
Zvirevo 14 SNA2002Zvirevo 14:26-27 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Mukutya Tenzi mune chivimbo chakasimba, kana vana vakewo vanowana kwokupotera. Kutya Tenzi chisipiti choupenyu, kuitira kuti munhu anzvenge misungo yorufu.
Pakurirana nevamwe
Zvirevo 14 SCLBDZvirevo 14:26-27 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Pakutya Jehova panesimbiso kwaɀo; Ʋana ʋowakaɗai ʋacaʋa noʋutiziro. Kutya Jehova itsime roʋupenyu; Kuti munhu apukunyuke pamisuŋgo yorufu.
Pakurirana nevamwe
Zvirevo 14 SUB1949Zvirevo 14:26-27 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mukutya Tenzi mune chivimbo chakasimba, kana vana vakewo vanowana kwokupotera. Kutya Tenzi chisipiti choupenyu, kuitira kuti munhu anzvenge misungo yorufu.
Pakurirana nevamwe
Zvirevo 14 SCLB