Zvirevo 14:17
Zvirevo 14:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Munhu anokurumidza kutsamwa anoita zvinhu zvoupenzi, uye munhu anoita zvounyengeri achavengwa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvirevo 14Zvirevo 14:17 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Anokurumidza kutsamwa, achaita noupenzi; Uye munhu, anofunga mano akaipa, achavengwa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvirevo 14Zvirevo 14:17 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Munhu anokurumidza kushatirwa zvaanoita ndezvoupenzi asi munhu anoona zvinhu nemazvo anoita mwoyo murefu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvirevo 14