Zvirevo 14:13
Zvirevo 14:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Kunyange mukuseka mwoyo unogona kurwadziwa, uye mufaro ungangoperera mukusuwa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvirevo 14Zvirevo 14:13 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Kunyange munhu angaseka hake, mwoyo ungava neshungu; Kuguma kwomufaro ndiko kuchema.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvirevo 14Zvirevo 14:13 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Munhu anogona kuseka zvake asi mumwoyo make muino kusuwa panopera kufara-fara kuya, yauya nhamo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvirevo 14