VaFiripi 4:4
VaFiripi 4:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Farai muna She nguva dzose. Ndichapamhidzazve: Farai!
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaFiripi 4VaFiripi 4:4 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Farai muna Ishe nguva dzose; ndichapamhidzazve: Farai.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaFiripi 4VaFiripi 4:4 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Farai kwazvo nguva dzose muna Tenzi. Ndinotizve farai kwazvo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaFiripi 4