VaFiripi 4:21-22
VaFiripi 4:21-22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Kwazisai vatsvene vose muna Kristu Jesu. Hama dzandinadzo dzinokukwazisai. Vatsvene vose vanokukwazisai, kunyanya avo veimba yaKesari.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaFiripi 4VaFiripi 4:21-22 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Ndikwazisirei mutsvene mumwe nomumwe muna Kristu Jesu. Hama dzineni dzinokukwazisai. Vatsvene vose vanokukwazisai, zvikuru avo veimba yaKesari.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaFiripi 4VaFiripi 4:21-22 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Ndikwazisirei vatendi vose muna Kristu. Hama dzandinadzo dzinokukwazisai. Vatendi vose vanokukwazisai asi zvikuru vemba yaSiza.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaFiripi 4