VaFiripi 4:2-3
VaFiripi 4:2-3 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Ndinokumbira zvikuru Yuodhia, ndinokumbira zvikuru Sinitike, kuti vave nomwoyo mumwe muna Ishe. Hongu, newewo, shamwari yangu yazvokwadi pabasa, ndinokumbira kwauri kuti ubatsire vanhukadzi ava, nokuti vakabatirana neni paVhangeri, pamwechete naKiremenzi, navamwe vakabata basa pamwechete neni, mazita avo ari mubhuku youpenyu.
VaFiripi 4:2-3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ndinokumbira zvikuru kuna Yudhia uyewo ndinokumbira zvikuru Sindike kuti vatenderane muna She. Hongu, uye ndinokukumbira iwe wakatendeka, musungwa pamwe chete neni pajoko, batsira vakadzi ava vakarwa pamwe chete neni mubasa revhangeri, pamwe chete naKiremenzi uye navamwe vose vakabata basa pamwe chete neni, mazita avo ari mubhuku roupenyu.

VaFiripi 4:2-3 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Ndinokukumbirisai imi vaYuodia navaSindike kuti munzwanane muna Tenzi. Hongu ndinokumbirawo, iwe mumwe wangu akatendeka kuti ubatsire madzimai aya nokuti vakashanda pamwechete neni mubasa reShoko Rakanaka pamwechetewo naKeremendi navamwe vose vandaishanda navo vana mazita ari mubhuku roupenyu.
VaFiripi 4:2-3 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Ndinokumbira ɀikuru Yuodia, ndinokumbira ɀikuru Sintike, kuti ʋaʋe nomŋoyo mumŋe munaShe. Hoŋo, newe ʋo, shamŋari yaŋgu yaɀokwaɗi paɓasa, ndinokumbira kwauri kuti uɓatsire ʋanhukadzi aʋa, nokuti ʋakaɓatirana neni paEvaŋgeri, pamŋe cete naKremensi, naʋamŋe ʋakaɓata pamŋe cete neni, mazita aʋo ari mubuku yoʋupenyu.
VaFiripi 4:2-3 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)